Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakaipa pamberi paJehovha akasatendeuka kubva kana pane chimwe chezvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, zvaakaita kuti Israeri iite; akarambira mazviri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 13

Maonero 2 Madzimambo 13:11 akapoteredza