Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi maviri namatatu raJoashi mwanakomana waAhazia mambo weJudha, Jehoahazi mwanakomana waJehu akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwamakore gumi namanomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 13

Maonero 2 Madzimambo 13:1 akapoteredza