Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 10:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Jehu, “Nokuti wakaita zvakanaka mukuzadzisa izvo zvakarurama pamberi pangu uye ukaita kuimba yaAhabhu zvose zvandaiva nazvo mupfungwa kuti ndiite, vana vako vachagara pachigaro choushe cheIsraeri kusvikira kurudzi rwechina.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:30 akapoteredza