Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 10:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino chikokai vaprofita vose vaBhaari, navashumiri vake vose. Muone kuti hapana anosara, nokuti ndiri kuzoita chibayiro chikuru chaBhaari. Ani naani achatadza kuuya haangararami.” Asi Jehu akanga achivanyengera achiitira kuti aparadze vashumiri vaBhaari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:19 akapoteredza