Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mambo akatumazve mumwe mukuru wechitatu ana varume makumi mashanu. Uyu mukuru wechitatu akakwira akazviwisira pasi namabvi ake pamberi paEria. Akamukumbira akati, “Haiwa, munhu waMwari, ndapota, upenyu hwangu nohwavarume ava makumi mashanu, isu varanda venyu, ngahuve hunokosha pamberi penyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 1

Maonero 2 Madzimambo 1:13 akapoteredza