Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 8:16-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Varandarume venyu navarandakadzi venyu nemombe dzenyu dzakaisvonaka nembongoro achazvitora kuti azvishandise pamabasa ake.

17. Achatora chegumi chamakwai enyu, uye imi pachenyu muchava nhapwa dzake.

18. Zuva iroro parichasvika muchachema kwazvo nokuda kwamambo iyeye wamazvisarudzira, uye Jehovha haazokupindurai pazuva iroro.”

19. Asi vanhu vakaramba kuteerera Samueri. Vakati, “Kwete! Tinoda mambo kuti atitonge.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 8