Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Izvi ndizvo zvichaitwa neachakutongai: Achatora vanakomana venyu agoita kuti vashande nengoro dzake dzehondo namabhiza, uye vachamhanya vari mberi kwengoro dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 8

Maonero 1 Samueri 8:11 akapoteredza