Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 7:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaFiristia vakati vanzwa kuti Israeri yakanga yaungana paMizipa, vatungamiri vavaFiristia vakauya kuzovarwisa. Zvino vaIsraeri vakati vazvinzwa, vakatya nokuda kwavaFiristia.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 7

Maonero 1 Samueri 7:7 akapoteredza