Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi, murambe makaitarisa. Kana ikakwidza kuenda kunyika yayo, kwakadziva kuBhetishemeshi, zvoreva kuti Jehovha ndiye anenge auyisa njodzi pamusoro pedu. Asi kana ikarega, ipapo tichaziva kuti harusi ruoko rwake rwakatirova uye kuti zvakangotiwirawo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 6

Maonero 1 Samueri 6:9 akapoteredza