Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veAshidhodhi pavakaona zvakanga zvichiitika vakati, “Areka yaMwari weIsraeri haifaniri kugara pano nesu nokuti ruoko rwake rwatitambudza zvikuru isu naDhagoni mwari wedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 5

Maonero 1 Samueri 5:7 akapoteredza