Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mangwanani aitevera pavakamuka wanei hoyo Dhagoni akawira pasi nechiso pamberi peareka yaJehovha! Musoro wake namaoko zvakanga zvadimbuka zvisisipo uye zviri pasi pachikumbaridzo chomukova, muviri wake bedzi ndiwo wakanga wangosara.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 5

Maonero 1 Samueri 5:4 akapoteredza