Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakataura nezveareka yaMwari, Eri akawa negotsi kubva pachigaro chake parutivi rwesuo. Mutsipa wake wakatyoka akabva afa nokuti aiva murume akanga akwegura uye ari mukobvu. Akanga atungamirira Israeri kwamakore makumi mana.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:18 akapoteredza