Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 31:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati kune aibata nhumbi dzake dzokurwa nadzo, “Vhomora munondo wako undibaye nawo, kuti ava vasina kudzingiswa varege kuuya vakandibaya uye vakandidadira.” Asi mubati wenhumbi dzake akatya akasazviita; saka Sauro akatora munondo wake akazviwisira pauri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 31

Maonero 1 Samueri 31:4 akapoteredza