Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 30:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi navanhu vake vakati vasvika kuZikiragi, vakariwana raparadzwa nomoto, uye vakadzi vavo navanakomana navanasikana vavo vakanga vatapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 30

Maonero 1 Samueri 30:3 akapoteredza