Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 30:27-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Akachitumira kuna vaya vakanga vari muBheteri, Ramoti Negevhi neJariri;

28. kuna avo vakanga vari muAroeri, Sifimoti, Eshitemoa

29. neRakari; kuna avo vakanga vari mumaguta avaJerameeri navaKeni;

30. kuna avo vakanga vari muHorima, Bhori Ashani, Ataki

31. neHebhuroni; uye kuna avo vakanga vari mune dzimwe nzvimbo dzose dzakanga dzafambwa naDhavhidhi navanhu vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 30