Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 30:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vanhu vose vakaipa nevemhirizhonga pakati pavateveri vaDhavhidhi vakati, “Nemhaka yokuti havana kuenda nesu, hatidi kugovana navo zvatakapamba zvatakawana. Kunyange zvakadaro, murume mumwe nomumwe ngaatore hake mukadzi wake navana aende.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 30

Maonero 1 Samueri 30:22 akapoteredza