Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 30:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna chakashayikwa: vaduku navakuru, mukomana kana musikana, chakapambwa kana chipi zvacho chavakanga vatora. Dhavhidhi akadzosa zvose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 30

Maonero 1 Samueri 30:19 akapoteredza