Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 30:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akarwa navo panguva yorubvunzavaeni kusvikira madekwana ezuva rakatevera, uye hakuna mumwe wavo akapunyuka, kunze kwamajaya mazana mana akatasva ngamera akatiza.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 30

Maonero 1 Samueri 30:17 akapoteredza