Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 30:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi navanhu vake vakasvika kuZikiragi pazuva retatu. Zvino vaAmareki vakanga vakomba Negevhi neZikiragi. Vakanga varwisa Zikiragi vakaripisa,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 30

Maonero 1 Samueri 30:1 akapoteredza