Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Eri akaudza Samueri kuti, “Enda unorara pasi, kana akakudana, uti, ‘Taurai Jehovha, nokuti muranda wenyu akateerera.’ ” Saka Samueri akaenda akandorara pasi, panzvimbo yake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 3

Maonero 1 Samueri 3:9 akapoteredza