Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 29:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akamubvunza akati, “Asi ndaiteiko hangu? Makawaneiko chakaipa kumuranda wenyu kubva pazuva randakasvika kwamuri kusvikira zvino? Ndinoregereiko kundorwa navavengi vashe wangu mambo?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 29

Maonero 1 Samueri 29:8 akapoteredza