Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 28:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo Sauro akawira pasi akazvambarara, azara nokutya nokuda kwamashoko aSamueri. Simba rake rakapera, nokuti akanga asina chaakanga adya zuva rose nousiku hwose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 28

Maonero 1 Samueri 28:20 akapoteredza