Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 26:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akaita musasa wake parutivi pomugwagwa uri pachikomo cheHakira chakatarisana neJeshimoni, asi Dhavhidhi akanga achigara murenje. Akati achiona kuti Sauro akanga amutevera imomo,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 26

Maonero 1 Samueri 26:3 akapoteredza