Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 26:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaZifi vakaenda kuna Sauro paGibhea vakati, “Ko, Dhavhidhi haana kuvanda pachikomo cheHakira, chakatarisana neJeshimoni here?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 26

Maonero 1 Samueri 26:1 akapoteredza