Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 25:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Zvino ndinonzwa kuti ino inguva yokuveura makwai. Vafudzi vako pavakanga vanesu, isu hatina kuvabata zvakaipa, uye nguva yose yavakanga vari paKarimeri hakuna chimwe chezvinhu zvavo chakarasika.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:7 akapoteredza