Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 25:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhigairi akati adzokera kuna Nabhari, akanga ari mumba achiita mutambo wakafanana nowamambo. Mwoyo wake wakanga wakafara kwazvo uye akadhakwa. Saka haana chaakamuudza kusvikira mangwana.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:36 akapoteredza