Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 25:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo naJehovha Mwari waIsraeri mupenyu, iye andidzivisa kuti ndirege kukuuraya, zvimwe dai usina kukurumidza kusangana neni, hakuna murume pakati pavanhu vaNabhari anga achasiyiwa ari mupenyu mangwana chaiwo kuchiedza.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:34 akapoteredza