Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 25:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zita rake rainzi Nabhari uye zita romukadzi wake rainzi Abhigairi. Mukadzi akanga akangwara uye akanaka kwazvo, asi murume wake muKarebhu, akanga ane mwoyo mukukutu akaipa pamagariro ake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:3 akapoteredza