Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 25:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe wangu ngaarege kurangarira munhu uya akaipa, iye Nabhari. Akangoita sezita rake, zita rake rinoreva kuti Benzi, uye upenzi hunogara naye. Asi kana ndirini, murandakadzi wenyu, handina kuona vanhu vakanga vatumwa natenzi wangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:25 akapoteredza