Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 25:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe murume weMaoni, uyo akanga ane pfuma ikoko paKarimeri, akanga akapfuma kwazvo. Akanga ane mbudzi chiuru uye makwai zviuru zvitatu, akanga achiveura paKarimeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:2 akapoteredza