Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 25:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi varume ava vakanga vakanaka kwazvo kwatiri. Havana kutibata zvakaipa, uye panguva yose iyi yatakanga tinavo musango hatina kurasikirwa nechinhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:15 akapoteredza