Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 24:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akabuda mubako akadanidzira kuna Sauro achiti, “Ishe wangu mambo!” Sauro akati acheuka, Dhavhidhi akakotamira pasi nechiso chake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 24

Maonero 1 Samueri 24:8 akapoteredza