Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuvanhu vake, “Jehovha ngaandidzivise kuti ndirege kuita chinhu chakadai kuna tenzi wangu, muzodziwa waJehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 24

Maonero 1 Samueri 24:6 akapoteredza