Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 24:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati apedza kutaura mashoko aya, Sauro akabvunza akati, “Inzwi rako here, Dhavhidhi mwanakomana wangu?” Ipapo akachema kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 24

Maonero 1 Samueri 24:16 akapoteredza