Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 24:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, baba vangu, tarirai benga renguo yenyu riri muruoko rwangu! Ndacheka kona yenguo yenyu asi handina kukuurayai. Zvino chinzwisisai muzive kuti handina mhosva yokukuitirai zvakaipa kana kukumukirai. Handina kukutadzirai, asi imi muri kundivhima kuti mundiuraye.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 24

Maonero 1 Samueri 24:11 akapoteredza