Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 23:27-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. nhume yakasvika kuna Sauro, ikati, “Uyai nokukurumidza! VaFiristia vava kupamba nyika.”

28. Ipapo Sauro akarega kudzinganisa Dhavhidhi akaenda kundosangana navaFiristia. Ndokusaka vakatumidza nzvimbo iyi kuti Sera Hamarekoti.

29. Zvino Dhavhidhi akakwira kubva ipapo akandogara munhare dzeEni Gedhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 23