Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva ipapo Dhavhidhi akaenda kuMizipa muMoabhu akati kuna mambo weMoabhu, “Ungatendera here baba vangu namai vangu kuti vauye kuzogara newe kusvikira ndaziva zvandichaitirwa naMwari?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22

Maonero 1 Samueri 22:3 akapoteredza