Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 22:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akarayira varindi vaiva padivi pake akati, “Tendeukai muuraye vaprista vaJehovha, nokuti naivowo vatsigira Dhavhidhi. Vaiziva kuti akanga achitiza, asi havana kundiudza.” Asi varanda vamambo vakanga vasingadi kusimudza ruoko kuti vauraye vaprista vaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22

Maonero 1 Samueri 22:17 akapoteredza