Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 21:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akabvunza Ahimereki akati, “Hamuna pfumo kana munondo pano here? Handina kuuya nomunondo wangu kana chimwe chombo zvacho, nokuti basa ramambo ranga riri rokukurumidza.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 21

Maonero 1 Samueri 21:8 akapoteredza