Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Dhavhidhi akapa mhiko akati, “Baba vako vanonyatsoziva kuti ndakawana nyasha pamberi pako, uye vakati mumwoyo mavo, ‘Jonatani haafaniri kuziva izvi nokuti angazvidya mwoyo.’ Asi zvirokwazvo naJehovha mupenyu uye noupenyu hwako, panongova nenhambwe imwe chete pakati pangu norufu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:3 akapoteredza