Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 2:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo Jehovha, Mwari weIsraeri, anoti, ‘Ndakavimbisa kuti imba yako neimba yababa vako dzichashumira pamberi pangu nokusingaperi.’ Asi zvino Jehovha anoti, ‘Ngazvive kure neni! Avo vanondikudza ndichavakudza, asi avo vanondizvidza vachadzikisiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:30 akapoteredza