Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 2:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakasarudza baba vako kubva kumarudzi ose aIsraeri kuti vave muprista wangu, kuti vakwire kuaritari yangu, kundopisa zvinonhuwira, uye kuti vapfeke efodhi pamberi pangu. Ndakapawo imba yababa vako zvose zvipiriso zvaipiswa navaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:28 akapoteredza