Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 2:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akatadzira mumwe munhu, Mwari angamumiririre, asi kana munhu akatadzira Jehovha, ndiani angamumiririre?” Kunyange zvakadaro, vanakomana vake havana kuteerera kutsiura kwababa vavo, nokuti kwaiva kuda kwaJehovha kuti avauraye.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:25 akapoteredza