Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Eri, uyo akanga akwegura kwazvo, akanzwa zvose zvaiitwa navanakomana vake kuvaIsraeri vose zvokuti vairara namadzimai aishumira pasuo reTende Rokusangana.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:22 akapoteredza