Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino yakanga iri tsika yavaprista kuvanhu kuti munhu paaibayira chibayiro uye nyama ichiri kubikwa, muranda womuprista aiuya neforogo ine zvibayiso zvitatu muruoko rwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:13 akapoteredza