Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jonatani akadana Dhavhidhi akamuudza zvose zvavakanga vataurirana. Akauya naye kuna Sauro, uye Dhavhidhi akava naSauro.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 19

Maonero 1 Samueri 19:7 akapoteredza