Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati kuna Mikari, “Seiko wakandinyengera kudai uchiendesa muvengi wangu kure kuti apunyuke?” Mikari akamuudza akati, “Iye ati kwandiri, ‘Ndirege ndiende hangu. Ndichakuurayireiko iwe?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 19

Maonero 1 Samueri 19:17 akapoteredza