Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akataurira mwanakomana wake Jonatani navaranda vake vose kuti vauraye Dhavhidhi. Asi Jonatani aida Dhavhidhi zvikuru

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 19

Maonero 1 Samueri 19:1 akapoteredza