Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 18:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi navanhu vake vakabuda vakauraya mazana maviri avaFiristia. Akauya nezvikanda zvavo zvapamberi akazvipa zvose zvakakwana kuna mambo kuitira kuti zvimwe angava mukuwasha wamambo. Ipapo Sauro akamupa Mikari mwanasikana wake kuti ave mukadzi wake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 18

Maonero 1 Samueri 18:27 akapoteredza