Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 18:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akafunga akati, “Ndichamupa iye kwaari, kuitira kuti agova musungo kwaari uye kuitira kuti zvimwe ruoko rwavaFiristia rungarwe naye.” Saka Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Zvino wava nomukana wechipiri wokuti uve mukuwasha wangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 18

Maonero 1 Samueri 18:21 akapoteredza